Nhetembo: Unga ndi tambire

Ndine nzara yokuona uchi tamba
Kukuona uchi famba, mumhanzi uchirira.
Ndaku ridza chimbo

Ndokumbira utambe.
Ndokumbira kutamba
Kunotaura zvaka pora,

Kuno taura zvako.
Iwe ndiwe wamu yimbi,
Ariku nyora nechiuno chake.
Ndiwe wamu wumbi
Ini ndongo tarisa.

Iwe hau taurwe
Asi moyo wangu, unoku ona.

Leave a comment